Mako 6:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Iye akati kwavari: “Uyai, imi, muri moga kunzvimbo isina vanhu+ muzorore zvishoma.”+ Nokuti kwakanga kuine vazhinji vaiuya nevaienda, uye vakanga vasina nguva yokuzorora kunyange yokudya zvokudya.+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:31 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 17 Nharireyomurindi,2/15/2000, p. 21
31 Iye akati kwavari: “Uyai, imi, muri moga kunzvimbo isina vanhu+ muzorore zvishoma.”+ Nokuti kwakanga kuine vazhinji vaiuya nevaienda, uye vakanga vasina nguva yokuzorora kunyange yokudya zvokudya.+