Mako 6:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Asi paakavaona vachinetseka+ nokukwasva, nokuti mhepo yairwisana navo, panenge panguva yokurinda kwechina kwousiku akauya kwavari, achifamba pamusoro pegungwa; asi akanga achida kuvapfuura. Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:48 Jesu—Nzira, p. 131 Nharireyomurindi,1/1/2000, p. 32
48 Asi paakavaona vachinetseka+ nokukwasva, nokuti mhepo yairwisana navo, panenge panguva yokurinda kwechina kwousiku akauya kwavari, achifamba pamusoro pegungwa; asi akanga achida kuvapfuura.