Mako 6:50 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 50 Nokuti vose vakamuona uye vakanetseka. Asi akabva ataura navo, akati kwavari: “Shingai, ndini; musatya.”+
50 Nokuti vose vakamuona uye vakanetseka. Asi akabva ataura navo, akati kwavari: “Shingai, ndini; musatya.”+