Mako 7:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino akati apinda muimba yaiva kure neboka revanhu, vadzidzi vake vakatanga kumubvunza pamusoro pomufananidzo wacho.+
17 Zvino akati apinda muimba yaiva kure neboka revanhu, vadzidzi vake vakatanga kumubvunza pamusoro pomufananidzo wacho.+