Mako 9:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Jesu akati kwaari: “Kutaura ikoko kwokuti, ‘Kana muchigona’! Chokwadi, zvinhu zvose zvinogoneka kumunhu kana munhu wacho aine kutenda.”+
23 Jesu akati kwaari: “Kutaura ikoko kwokuti, ‘Kana muchigona’! Chokwadi, zvinhu zvose zvinogoneka kumunhu kana munhu wacho aine kutenda.”+