Mako 9:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 “Munhu wose anogamuchira mumwe wevana vaduku vakadai nokuda kwezita rangu, anondigamuchira; uye munhu wose anondigamuchira, haagamuchiri ini chete, asiwo iye akandituma.”+ Mako Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 9:37 Chidzidzo Chinokosha Chekuzvininipisa jy chits. 62 Ungadzidzei Kuvana? w07 2/1 pp. 9-10
37 “Munhu wose anogamuchira mumwe wevana vaduku vakadai nokuda kwezita rangu, anondigamuchira; uye munhu wose anondigamuchira, haagamuchiri ini chete, asiwo iye akandituma.”+