Mako 10:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Jesu akamutarira, akamuda, akati kwaari: “Wasarirwa nechinhu chimwe chete: Enda, tengesa zvinhu zvauinazvo upe varombo, uye uchava nepfuma kudenga, uuye uve muteveri wangu.”+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:21 Nharireyomurindi (Yekudzidza),9/2019, p. 24 Jesu—Nzira, pp. 224-225 Nharireyomurindi,10/1/2007, pp. 3-48/1/1989, pp. 8-9 “Muteveri Wangu,” pp. 5-8 Mukai!,1/8/2003, pp. 26-27
21 Jesu akamutarira, akamuda, akati kwaari: “Wasarirwa nechinhu chimwe chete: Enda, tengesa zvinhu zvauinazvo upe varombo, uye uchava nepfuma kudenga, uuye uve muteveri wangu.”+
10:21 Nharireyomurindi (Yekudzidza),9/2019, p. 24 Jesu—Nzira, pp. 224-225 Nharireyomurindi,10/1/2007, pp. 3-48/1/1989, pp. 8-9 “Muteveri Wangu,” pp. 5-8 Mukai!,1/8/2003, pp. 26-27