Mako 10:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Petro akatanga kuti kwaari: “Tarirai! Isu takasiya zvinhu zvose uye tave tichikuteverai.”+