32 Zvino vakanga vachikwira nomugwagwa unoenda kuJerusarema, Jesu akanga achifamba ari mberi kwavo, uye ivo vakashamiswa; asi vaya vakatevera vakatanga kutya. Akatorazve vane gumi nevaviri, akaenda navo parutivi, akatanga kuvaudza zvinhu izvi zvaifanira kumuwira, achiti:+