Mako 10:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Ivo vakati kwaari: “Tinokwanisa.” Jesu akati kwavari: “Muchanwira henyu mukapu yandiri kunwira, uye muchabhabhatidzwa henyu norubhabhatidzo rwandiri kubhabhatidzwa narwo.+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:39 Nharireyomurindi (Yekudzidza),12/2020, p. 14 Jesu—Nzira, p. 229 Nharireyomurindi,9/1/1989, p. 8
39 Ivo vakati kwaari: “Tinokwanisa.” Jesu akati kwavari: “Muchanwira henyu mukapu yandiri kunwira, uye muchabhabhatidzwa henyu norubhabhatidzo rwandiri kubhabhatidzwa narwo.+
10:39 Nharireyomurindi (Yekudzidza),12/2020, p. 14 Jesu—Nzira, p. 229 Nharireyomurindi,9/1/1989, p. 8