Mako 15:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Kristu Mambo waIsraeri zvino ngaaburuke padanda rokutambudzikira, kuti tione, titende.”+ Kunyange vaya vakanga vakarovererwa pamwe chete naye vakanga vachimuzvidza.+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 15:32 Nharireyomurindi,8/15/1989, pp. 10-11
32 Kristu Mambo waIsraeri zvino ngaaburuke padanda rokutambudzikira, kuti tione, titende.”+ Kunyange vaya vakanga vakarovererwa pamwe chete naye vakanga vachimuzvidza.+