Mako 15:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vamwe vevakanga vakamira pedyo, pavakanzwa izvi, vakatanga kuti: “Onai! Ari kushevedza Eriya.”+