Mako 15:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Asi mumwe munhu akamhanya, akanyatisa chipanji newaini yakashapa, akachibayirira patsanga, akatanga kumunwisa,+ achiti: “Muregei! Regai tione kana Eriya akauya kuzomuburutsa.”+
36 Asi mumwe munhu akamhanya, akanyatisa chipanji newaini yakashapa, akachibayirira patsanga, akatanga kumunwisa,+ achiti: “Muregei! Regai tione kana Eriya akauya kuzomuburutsa.”+