Mako 15:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Zvino mukuru weuto akanga amire pedyo achimuona, paakaona kuti akanga afa mumamiriro aya ezvinhu, akati: “Chokwadi munhu uyu anga ari Mwanakomana waMwari.”+ Mako Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 15:39 “Chokwadi Uyu Anga Ari Mwanakomana waMwari” jy chits. 132 “Zvirokwazvo Uyu Wakanga Ari Mwanakomana waMwari” w91 2/15 p. 9
39 Zvino mukuru weuto akanga amire pedyo achimuona, paakaona kuti akanga afa mumamiriro aya ezvinhu, akati: “Chokwadi munhu uyu anga ari Mwanakomana waMwari.”+
15:39 “Chokwadi Uyu Anga Ari Mwanakomana waMwari” jy chits. 132 “Zvirokwazvo Uyu Wakanga Ari Mwanakomana waMwari” w91 2/15 p. 9