Mako 15:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Naizvozvo akatenga mucheka werineni yakanaka kwazvo, akamuburutsa, akamuputira nomucheka werineni yakanaka kwazvo, akamuradzika+ muguva+ rakanga racherwa padombo guru; uye akakungurutsira dombo kusuo reguva.+ Mako Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 15:46 Josefa wekuArimatiya Anotsigira Chokwadi w17.10 p. 20 Waizviziva Here? w13 3/1 p. 8
46 Naizvozvo akatenga mucheka werineni yakanaka kwazvo, akamuburutsa, akamuputira nomucheka werineni yakanaka kwazvo, akamuradzika+ muguva+ rakanga racherwa padombo guru; uye akakungurutsira dombo kusuo reguva.+