Mako 16:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Iro rakati kwavari: “Regai kudumbirwa. Muri kutsvaka Jesu wokuNazareta, akarovererwa.+ Akamutswa,+ haapo pano. Onai! Pavakamuviga apa.+
6 Iro rakati kwavari: “Regai kudumbirwa. Muri kutsvaka Jesu wokuNazareta, akarovererwa.+ Akamutswa,+ haapo pano. Onai! Pavakamuviga apa.+