Ruka 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvisinei, ngirozi yacho yakati kwaari: “Usatya, Zekariya, nokuti kuteterera kwako kwanzwika,+ mudzimai wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana, uye unofanira kumutumidza kuti Johani.+
13 Zvisinei, ngirozi yacho yakati kwaari: “Usatya, Zekariya, nokuti kuteterera kwako kwanzwika,+ mudzimai wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana, uye unofanira kumutumidza kuti Johani.+