Ruka 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo, Jesu paakanzwa zvinhu izvi akashamiswa naye, akatendeukira kuboka revanhu vakanga vachimutevera akati: “Ndinokuudzai kuti, Handina kuwana kutenda kwakakura kudai kunyange pakati paIsraeri.”+
9 Naizvozvo, Jesu paakanzwa zvinhu izvi akashamiswa naye, akatendeukira kuboka revanhu vakanga vachimutevera akati: “Ndinokuudzai kuti, Handina kuwana kutenda kwakakura kudai kunyange pakati paIsraeri.”+