Ruka 8:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vanhu vakabva vabuda kuti vanoona zvakanga zvaitika, vakauya kuna Jesu, vakawana murume akanga abuda madhimoni acho, akapfeka, ava munhu kwaye, agere patsoka dzaJesu; uye vakatya.+
35 Vanhu vakabva vabuda kuti vanoona zvakanga zvaitika, vakauya kuna Jesu, vakawana murume akanga abuda madhimoni acho, akapfeka, ava munhu kwaye, agere patsoka dzaJesu; uye vakatya.+