Ruka 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Munguva iyi, boka revanhu parakanga raungana vari zviuru zvizhinji kwazvo zvokuti vakanga vava kutsikirirana, akatanga nokuti kuvadzidzi vake: “Chenjererai mbiriso+ yevaFarisi, ihwo unyengeri.+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:1 Jesu—Nzira, p. 180 Nharireyomurindi,9/15/1988, p. 8
12 Munguva iyi, boka revanhu parakanga raungana vari zviuru zvizhinji kwazvo zvokuti vakanga vava kutsikirirana, akatanga nokuti kuvadzidzi vake: “Chenjererai mbiriso+ yevaFarisi, ihwo unyengeri.+