Ruka 12:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nyatsocherechedzai kuti makunguo+ haadyari mbeu kana kukohwa, uye haana tsapi kana dura, asi Mwari anoapa zvokudya. Imi munokosha zvikuru sei kupfuura shiri?+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:24 Nharireyomurindi,8/1/2010, p. 29
24 Nyatsocherechedzai kuti makunguo+ haadyari mbeu kana kukohwa, uye haana tsapi kana dura, asi Mwari anoapa zvokudya. Imi munokosha zvikuru sei kupfuura shiri?+