Ruka 12:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 Munofunga kuti ndakauya kuzoita kuti panyika pave norugare here? Chokwadi, ndinokuudzai kuti aiwa, asi kuti pave nokupesana.+
51 Munofunga kuti ndakauya kuzoita kuti panyika pave norugare here? Chokwadi, ndinokuudzai kuti aiwa, asi kuti pave nokupesana.+