-
Ruka 14:12Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
12 Zvino akazotiwo kumunhu akamukoka: “Paunogadzira kudya kwemasikati kana kudya kwemanheru, usashevedza shamwari dzako kana vanun’una vako kana hama dzako kana vavakidzani vakapfuma. Zvichida imwe nguva vangazokukokawo vachitsiva uye zvichava muripo kwauri.
-