Ruka 14:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Naizvozvo muranda wacho akauya, akaudza tenzi wake zvinhu izvi. Muridzi wemba akashatirwa, akati kumuranda wake, ‘Kurumidza kuenda mumigwagwa yakafara nenzira dzomuguta, uunze muno varombo nemhetamakumbo nemapofu nevanokamhina.’+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:21 Jesu—Nzira, pp. 194-195
21 Naizvozvo muranda wacho akauya, akaudza tenzi wake zvinhu izvi. Muridzi wemba akashatirwa, akati kumuranda wake, ‘Kurumidza kuenda mumigwagwa yakafara nenzira dzomuguta, uunze muno varombo nemhetamakumbo nemapofu nevanokamhina.’+