Ruka 14:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Zvino tenzi akati kumuranda, ‘Buda upinde mumigwagwa+ nenzvimbo dzakatenderedzwa noruzhowa, uvagombedzere kuti vapinde, kuti imba yangu izare.+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:23 Jesu—Nzira, pp. 194-195
23 Zvino tenzi akati kumuranda, ‘Buda upinde mumigwagwa+ nenzvimbo dzakatenderedzwa noruzhowa, uvagombedzere kuti vapinde, kuti imba yangu izare.+