Ruka 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino akati kuvadzidzi vake: “Hazviiti kuti zvinhu zvinogumbura zvirege kuuya.+ Kunyange zvakadaro, ane nhamo uyo wazvinouya nokwaari!+
17 Zvino akati kuvadzidzi vake: “Hazviiti kuti zvinhu zvinogumbura zvirege kuuya.+ Kunyange zvakadaro, ane nhamo uyo wazvinouya nokwaari!+