Ruka 18:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Akabva atora vane gumi nevaviri akaenda navo parutivi, akati kwavari: “Tarirai! Tiri kukwira kuJerusarema, uye zvinhu zvose zvakanyorwa pachishandiswa vaprofita+ pamusoro poMwanakomana womunhu zvichazadzika.+ Ruka Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 18:31 Nyaya Yekutsvaka Chinzvimbo Inotangazve jy chits. 98 Vadzidzi Vanoitirana Nharo Sezvo Rufu rwaJesu Runoswedera Pedyo w89 9/1 p. 8
31 Akabva atora vane gumi nevaviri akaenda navo parutivi, akati kwavari: “Tarirai! Tiri kukwira kuJerusarema, uye zvinhu zvose zvakanyorwa pachishandiswa vaprofita+ pamusoro poMwanakomana womunhu zvichazadzika.+
18:31 Nyaya Yekutsvaka Chinzvimbo Inotangazve jy chits. 98 Vadzidzi Vanoitirana Nharo Sezvo Rufu rwaJesu Runoswedera Pedyo w89 9/1 p. 8