Johani 5:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti Baba zvavanomutsa vanhu vakafa nokuita kuti vave vapenyu,+ saizvozvowo Mwanakomana anoita kuti vaanoda vave vapenyu.+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:21 Jesu—Nzira, p. 74
21 Nokuti Baba zvavanomutsa vanhu vakafa nokuita kuti vave vapenyu,+ saizvozvowo Mwanakomana anoita kuti vaanoda vave vapenyu.+