Johani 6:56 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 56 Uya anodya nyama yangu nokunwa ropa rangu anoramba ari pamwe neni, neni ndiri pamwe naye.+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:56 Jesu—Nzira, p. 134