Johani 6:61 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 61 Asi Jesu, achiziva kuti vadzidzi vake vakanga vachigunun’una pamusoro peizvi, akati kwavari: “Izvi zvinokugumburai+ here?
61 Asi Jesu, achiziva kuti vadzidzi vake vakanga vachigunun’una pamusoro peizvi, akati kwavari: “Izvi zvinokugumburai+ here?