Johani 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nyika haina chikonzero chokukuvengai, asi inondivenga, nokuti ndinopupura pamusoro payo kuti mabasa ayo akaipa.+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 7:7 Jesu—Nzira, p. 154 Nharireyomurindi,3/15/1988, p. 24
7 Nyika haina chikonzero chokukuvengai, asi inondivenga, nokuti ndinopupura pamusoro payo kuti mabasa ayo akaipa.+