Johani 7:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Achipindura, Jesu akati kwavari: “Ndakaita basa rimwe chete,+ uye mose muri kushamisika.