Johani 14:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvinhu zvandinokutaurirai handizvitauri ini pachangu; asi Baba vanoramba vari pamwe neni ndivo vari kuita mabasa avo.+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:10 Jesu—Nzira, p. 274
10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvinhu zvandinokutaurirai handizvitauri ini pachangu; asi Baba vanoramba vari pamwe neni ndivo vari kuita mabasa avo.+