Johani 16:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kunyange zvakadaro, ndataura zvinhu izvi kwamuri kuti, panosvika awa yazvo, muyeuke kuti ndakakuudzai izvozvo.+ “Zvisinei, handina kukuudzai zvinhu izvi pakutanga, nokuti ndakanga ndinemi. Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 16:4 Jesu—Nzira, p. 278 Nharireyomurindi,9/1/1990, p. 8
4 Kunyange zvakadaro, ndataura zvinhu izvi kwamuri kuti, panosvika awa yazvo, muyeuke kuti ndakakuudzai izvozvo.+ “Zvisinei, handina kukuudzai zvinhu izvi pakutanga, nokuti ndakanga ndinemi.