Johani 16:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Nokuti Baba vanokudai kwazvo, nokuti mave muchindida+ kwazvo uye makatenda kuti ndakauya somumiririri waBaba.+
27 Nokuti Baba vanokudai kwazvo, nokuti mave muchindida+ kwazvo uye makatenda kuti ndakauya somumiririri waBaba.+