Johani 19:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Sezvineiwo, panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine munda, uye mumunda macho maiva neguva+ idzva, rakanga risati ramboradzikwa munhu.
41 Sezvineiwo, panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine munda, uye mumunda macho maiva neguva+ idzva, rakanga risati ramboradzikwa munhu.