Johani 20:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Mariya Magadharini akaenda, akasvitsa mashoko kuvadzidzi okuti: “Ndaona Ishe!” uye kuti akanga ataura naye zvinhu izvi.+
18 Mariya Magadharini akaenda, akasvitsa mashoko kuvadzidzi okuti: “Ndaona Ishe!” uye kuti akanga ataura naye zvinhu izvi.+