Mabasa 3:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Chokwadi, vaprofita vose, kubvira pana Samueri nevaya vakazotevera shure kwake, vose vakataura, vakazivisawo pachena mazuva aya.+
24 Chokwadi, vaprofita vose, kubvira pana Samueri nevaya vakazotevera shure kwake, vose vakataura, vakazivisawo pachena mazuva aya.+