Mabasa 7:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Pakataurwa izvi Mosesi akatiza, akanova mutorwa munyika yeMidhiyani,+ kwaakabereka vanakomana vaviri.+
29 Pakataurwa izvi Mosesi akatiza, akanova mutorwa munyika yeMidhiyani,+ kwaakabereka vanakomana vaviri.+