Mabasa 10:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Naizvozvo akavarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu.+ Vakabva vamukumbira kuti agare kwemazuva akati kuti.
48 Naizvozvo akavarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu.+ Vakabva vamukumbira kuti agare kwemazuva akati kuti.