Mabasa 13:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Naizvozvo, tarira! ruoko rwaJehovha ruri pamusoro pako, uchava bofu, usingaoni zuva kwenguva yakati.” Mhute nerima gobvu zvakabva zvava paari, uye akafamba-famba achitsvaka vanhu kuti vamutungamirire vakamubata ruoko.+ Mabasa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:11 Kupupurira Kwazvo, pp. 87-88 Nharireyomurindi,6/15/1990, pp. 10-11
11 Naizvozvo, tarira! ruoko rwaJehovha ruri pamusoro pako, uchava bofu, usingaoni zuva kwenguva yakati.” Mhute nerima gobvu zvakabva zvava paari, uye akafamba-famba achitsvaka vanhu kuti vamutungamirire vakamubata ruoko.+