Mabasa 13:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 kuti Mwari akachizadzisa zvizere kwatiri isu vana vavo pakuti akamutsa Jesu;+ sokunyorwa kwazvakaitwa mupisarema rechipiri kuti, ‘Ndiwe mwanakomana wangu, ini ndava Baba vako nhasi.’+
33 kuti Mwari akachizadzisa zvizere kwatiri isu vana vavo pakuti akamutsa Jesu;+ sokunyorwa kwazvakaitwa mupisarema rechipiri kuti, ‘Ndiwe mwanakomana wangu, ini ndava Baba vako nhasi.’+