Mabasa 15:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino nharo+ huru padzakaitika, Petro akasimuka, akati kwavari: “Varume, hama, munonyatsoziva kuti kubva pamazuva ekare Mwari akandisarudza pakati penyu kuti nomuromo wangu vanhu vemamwe marudzi vanzwe shoko remashoko akanaka uye vatende;+ Mabasa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 15:7 Kupupurira Kwazvo, p. 106 Nharireyomurindi,6/15/1990, p. 13
7 Zvino nharo+ huru padzakaitika, Petro akasimuka, akati kwavari: “Varume, hama, munonyatsoziva kuti kubva pamazuva ekare Mwari akandisarudza pakati penyu kuti nomuromo wangu vanhu vemamwe marudzi vanzwe shoko remashoko akanaka uye vatende;+