Mabasa 15:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Zvisinei, Pauro naBhanabhasi vakaramba vari muAndiyoki+ kwenguva yakati vachidzidzisa nokuzivisa mashoko akanaka eshoko raJehovha,+ nevamwewo vazhinji.
35 Zvisinei, Pauro naBhanabhasi vakaramba vari muAndiyoki+ kwenguva yakati vachidzidzisa nokuzivisa mashoko akanaka eshoko raJehovha,+ nevamwewo vazhinji.