Mabasa 17:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino Pauro akamira pakati peAreyopago,+ akati: “Vanhu vomuAtene, ndinoona kuti muzvinhu zvose munoita sokuti munotya vanamwari+ kwazvo kupfuura zvinoita vamwe. Mabasa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 17:22 Nharireyomurindi,7/15/2010, p. 309/1/2007, p. 14 Kupupurira Kwazvo, pp. 142-143 Chikoro Choushumiri, p. 252
22 Zvino Pauro akamira pakati peAreyopago,+ akati: “Vanhu vomuAtene, ndinoona kuti muzvinhu zvose munoita sokuti munotya vanamwari+ kwazvo kupfuura zvinoita vamwe.
17:22 Nharireyomurindi,7/15/2010, p. 309/1/2007, p. 14 Kupupurira Kwazvo, pp. 142-143 Chikoro Choushumiri, p. 252