Mabasa 17:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Naizvozvo, zvatiri vana vaMwari,+ hatifaniri kufunga kuti Mwari+ akafanana nendarama kana sirivha kana dombo, kufanana nechimwe chinhu chakavezwa nounyanzvi nouchenjeri hwomunhu.+ Mabasa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 17:29 Nharireyomurindi,7/15/2010, pp. 30-311/15/2004, p. 32 Kupupurira Kwazvo, p. 146
29 “Naizvozvo, zvatiri vana vaMwari,+ hatifaniri kufunga kuti Mwari+ akafanana nendarama kana sirivha kana dombo, kufanana nechimwe chinhu chakavezwa nounyanzvi nouchenjeri hwomunhu.+