Mabasa 17:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Naizvozvo, pavakanzwa nezvokumuka kwevakafa, vamwe vakatanga kuseka,+ asi vamwe vakati: “Tichakunzwa pamusoro paizvozvi pane imwe nguva.” Mabasa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 17:32 Nharireyomurindi,7/15/2010, p. 317/1/1998, p. 12 Kupupurira Kwazvo, p. 147
32 Naizvozvo, pavakanzwa nezvokumuka kwevakafa, vamwe vakatanga kuseka,+ asi vamwe vakati: “Tichakunzwa pamusoro paizvozvi pane imwe nguva.”