Mabasa 19:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 akati kwavari: “Makagamuchira mudzimu mutsvene+ here pamakava vatendi?” Ivo vakati kwaari: “Aiwa, hatina kumbonzwa kana kuine mudzimu mutsvene.”+
2 akati kwavari: “Makagamuchira mudzimu mutsvene+ here pamakava vatendi?” Ivo vakati kwaari: “Aiwa, hatina kumbonzwa kana kuine mudzimu mutsvene.”+