Mabasa 19:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 uye akaunganidza ava nevaya vaigadzira zvinhu zvakadaro,+ akati: “Varume, munonyatsoziva kuti tinobudirira nebasa iri.+ Mabasa Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 19:25 ‘Kukura Uye Kukunda’ Pasinei Nekupikiswa bt chits. 20
25 uye akaunganidza ava nevaya vaigadzira zvinhu zvakadaro,+ akati: “Varume, munonyatsoziva kuti tinobudirira nebasa iri.+