21 Zvinotokosha, musavarega vachikunyengetedzai, nokuti varume vanopfuura makumi mana vavo vakamuvandira,+ uye vazvisunga nemhiko ine kutuka kuti varege kudya kana kunwa kusvikira vamuuraya;+ uye zvino vagadzirira, vachimirira vimbiso inobva kwamuri.”